Bazooker – Handikwerete Lyrics
Bazooker – Handikwerete Lyrics. Yah yah yah
Straight outta marcelo
Passion Java hello
Hapana kana chawaimboziva
Kuti ndanga ndiine one
Short randaisada kana kumbosiya
Bhutsu iya yawai farira
Ndine munhu wandaienda kunokumbira chimoko
Wai farira tracksuit yandaipfeka
Ichi mecha neka jumpsuit kawaipfeka
Ndaisada kuti wangu uyu agondiseka
Iwewe uchiti kole hapana chauno lacker
Padheni ndaibuda ndine nyota
Ndomahanya kunokumbira mota
Passion java ajamboda kundisota
Pamwe dai ndakambouya ndine helicopter
Asi handaiketa kuti haukendenge
Ndichiita chitsotsi chidhuma masendeke
Ende mazirudo ako haatengeke
Ndiwe waiita kuto ndizoti handikwerete
Ikako kakuku believesa
Ndikako kakatondisimbisa
Kana zviri zviroto so
My dreams come true
Chiona handikwerete, handikwerete
Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete, handikwerete
Paya ndichingo kiya-kiya
Asi zvinhu zviya
Handikwerete, handikwerete
Paya ndichingo kiya-kiya
Asi ndichiziva kuti
Handikwerete, handikwerete
Nekusada kukusiya asi zvinhu zviya
Handikwerete, handikwerete
Paya ndichingo kiya-kiya
Asi zvinhu zviya
Ndiwe mickey mouse mugore regonzo